*Pane nhau iri mumatare kana muhupenyu wedu asi vakawanda havaizive zvavo...*
Umwe ne umwe ziva kt uri *mbesa/mbeu* saka hauzive kt mbeu ipi? vamwe *chibage..muriwo... Gumtree...etc* kureva kt paunotanga kufamba matare paye *wadyarwa pasi* kt ubude saka pakukura kwembeu idzi dzinokura zvakafanana hre? kne dzinokasika kuibva dzimwe makore nemakore kt dziite asi dzichishandirwa kt dzisvike pakuti kana *masora* hachadzikwanise kudziparadza.... *dzimwe dzine gohwo rakakura daimwe diki asi dzese *imbewu* saka iwe haikona kumhanya zvakanyanya nekuti kukura kwenyu kwakasiyana uyezve zvakakugarai zvakasiyana siyana zvichifamba mufambiro wakasiyana zvakare!! *Tarisiro yemupenyu ndeye pedyo nekuti haana meso marefu anoona zviri mberi asika kune akambot akagadza poto pamoto anoibura akadya zvisat zvayibva hre?*
Chenjera kumhanyira kuda kudya zvisina kuibva ukazvimbirwa... *makore mangani kubva wazvarwa uchichengetwa nhas pawaziva chivanhu wakuti mangwana dai zvadai? ishoko rekuti (teramira/dzikama) husiku hurefu*.
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho ^^^^ nhas ndingana mangwana ndingana -- kana umwe ayambuka usamuitire godo nekuti nguva yake yakwana pamwe achakubatsirawo angave nemashoko kt zvako zviite..
*matare hafanane hateedzerwe ita zvawareverwa ndizvo zvako kusvika wasvika (musvitsa yematare)...*
RUGARE TANGE NHAMO
Comments
Post a Comment