Tose ngatiyambuke

 *Tose ngatiyambuke*...


Torai bute rehondo kuma 3am..moitira weti mubucket moisa bute..nemvura shoma mogeza nazvo

Kubvisa munyama .mozviita kwemazuva matatu....

Mozogeza nemukaka fresh milk nehupfu huchena kwemazuva matatu...

Moona kuti hamuone shanduko here 

Taurai muchiti....ndakazvarwa ndakapfumbata zvipo ndichibva mudumbu maamai vangu..zvipo izvozvo ngazvidzokere pahwaro..mhanza yangu ngai penye.....hapana chino shandiswa nehu chenjeri hwekumadokero...ndageza nguva inofamba imi vadzimu nava nyai vamauya navo....ndatenda

Comments