*PAMUSOROI*
Vazhinji vedu tiri kurashika paya patinohwa kunzi rooranai vematongo vazhinji vanofunga kt zvinoreva kt kuwanana nemunhu anobva kumusha kumwe chete nemi,asi regai nditi sandizvo matongo airehwa kn anotaurwa kududza munhu anotenda mutsika nemagariro edu nekt chinenge chichinzi dongo itsika dzedu dzatakasiya tichienda kuchingere.
Kubva nhasi wana kn wanikwa nemunhu anotekaidza chitendero chako ndiko kt kuwanana vematongo
Ndiri benzi redare
Ndatenda
Comments
Post a Comment