*PFARI*
torai rwaivhi moisa mupoto morivharira imomo. Richaita weti or tsvina then tsvina kana weti iyoyo mosanganisa nesadza and sadza iroro mopa munhu ane pfari asi musamudze zvachose. Hafanirwi kuzviziva kusara kwekuti nguva yambofamba momudza henyu. Rwaivhi irworwo rudzoserei zvakanaka mumuti.
*VANE DAMBUDZIKO RENZEVE*
. Munokwatisa muswe wemupurwa and mafuta anobuda aya woisa munzeve. Kana kutora muti wemudomasi mosvinira munzeve unonzwa kuti tsvina yese yabva.
*KUNE VANE DAMBUDZIKO REKUORA MAZINO*
Unotswanya tswanya mashizha emugumtree wokwatisa nemvura shoma. Mvura iyoyo unonga uchiyifunda wozosvipa. Muti uyu unouraya makonye iwayo. Imwe nzira kugara uchidya tsangamidzi inouraya makonye iwayo.
Imwe yacho unotora nhundurwa woisa mumazimbe akupisa wofukira wakashama muromo.Hutsi hwacho huchipinda mumuromo unotonzwa kuti pane zvakubuda mumuromo. Dzimwe nguva makonye anodonha mumuromo wotomaona.
*JEKO*
Boil madota nemazimbe and wonwa mvura yacho. Imwe way kunyika rice mumvura and mvura iyoyo wonwa hake anopora. Kune mishonga yechivanhu futi asi izvi zviri nyore.
*ACIDS OR NYON'O*
Idya ginger
Boil muti wedhorofia wonwa mvura yacho
eat dry bread makuseni usaise anything kana kunwa neanything. Inwa zvakadaro chete
*ULCERS*
Unochena cheka mashizha epopo and wonwa mvura yacho ka2 pazuva kwe two weeks unotanga kutonwa changes asi usadyewo chikafu chine spice zvakare.
Kana kutora muti unonzi mugumtree wokwatisa uchinwa mvura yacho kana kutsenga makwande acho asi kuvava kwacho kwakanyanyisa.
*KUTEMWA NEMUSORO*
Ita water therapy
Kana kupisa munzwa wenungu uchifema hutsi hwacho
Unogonawo kutora munzwa wenungu uyu wosanganisa nemafuta ehwai woisa wofema husti hwacho pamwe u boil onwa mvura yacho
*DAMBUDZIKO REMUTUTU/MUHOTWA*
Unoti wakubuda paya kurumidza kuvesa moto then wodonhedzera close to zimbe and hutsi hunobuda pama drops eblood opinda mumhuno mako. Unopora.
Comments
Post a Comment