Pachingezi vanoti..(DO AS I SAY HERB) zvarevei??

 Pachingezi vanoti..(DO AS I SAY HERB) zvarevei??

Vazhinji muti uyu tinouziva takambouona ,tinouona,ticharamba tichiuona....now nhau yandati ndigoverane nemi vazukuru ndeinoti

Tinoziva herb iri richirapa ...

1.tsanga yemuziso

2.mapundu kumeso

3.mablack spots emumiri

4.kuvhurisa vanakomana vaduku nhengo yake kana isiinga vhure


Zvakawanda zvinoshanda muti uyu asi nhasi ndaiuya nawo ndichiti pane vanozviva nevamwe vasingazivewo basa rimwe rawo 


1..uchienda kudare remhosva ukashandisa muti uyu wasunungurwa

2..wasiyana nemudiwa wako anodzoka nekuda kwegwenzi iri

.

3. Promotion pabasa nekuwedzerwa mari shandisa muti uyu


DO AS I SAY HERB... wapara mhaka panguva yekuti wadaidzwa kudare enda panechimuti ichi wotaura mazwi ako anoita kuti usunungurwe wapedza tora shizha rimwechete tsenga woenda asi ngachive chinhu chaunopedzesera kuisa mukanwa kusvika wapedza kuita court .usadya chimwe chinhu kana wadya shizhaa iri dzoka nechapupu kuno....


.....2..DO AS I SAY HERB...tora mashizha akati wandei enda nawo kumba maomesere mumba kwete pazuva aoma mashizha aya makuye aite powder...tora uise mumafuta ekuzora amwe mashizha geza nawo paunogeza asi pota uchitaura pakugeza kana pakuzora mafuta ...eg..unoti .."iwe gwenzi wakasikwa naMwari ukatipuwa unekukosha kukuru nhasi ndakukugeza ugeze zvose zvakaipa pandiri chiso changu chipenye uye zvandinoda ndigozviwana nekuchimbidza""" unotaura zvose zvaunoda uchigeza nekuzora mafuta aya

Ita izvi udzoke nechapupu kuno


DO AS I SAY HERB ...kudzosa mudiwa

Comments