*Maizviziva here*
Vazhinji tinodya ma orange asi tinorasa makanda acho. Asi
makanda aya anezvakawanda zvaanobatsira pahutano hwedu.
1. Kurapa blood pressure kuti ive normal, kuti cholesterol ive
normal, kurapa moyo usiri kushanda zvakanaka.
Orange peels ane ma compounds anonzi nobiletin, anobatsira
kurapa. Uchida kuti bp, cholesterol, kana heart problem ipere:
Tora orange rimwe chete worigeza. Cheka orange iri zvese
nemakanda aro kuita ma piece akawanda. Isa mupoto woisa mvura
750 ml kana inokwana cup ye tea hombe. Chibhoilisa zvose
zvakadaro kwe 5 minutes. Zvabhoila kudaro chiisa mucup yako,
usaise sugar kana chimwe chinhu. Chinwa kusvika wapedza.
Formula iyi haidi wanwa mapiritsi ebp kana blood thinning tablets
nekuti bp yako inogona kunyanya kudzika.
Pasina nguva unonzwa bp yadzika. Unogona kushandisa mapeels
semasamba ako mazuva ese .
2. Colon cancer/ skin cancer/ breast cancer:
Ma peels ema orange anogona kubatsira kupodza colon, skin kana
breast cancer. Tora orange worigeza, Cheka quarter ye orange
wotora peel racho woritsenga zvakakwana womedza. Zvinogona
kubatsira kupedza colon, skin kana breast cancer. Ramba uchidya
mazuva ese kusvika wave kunzwa zviri nani.
3. Kunhuhwa mukanwa/ whitening teeth:
Kana une dambudziko rekunhuhwa mukanwa rinogona kupedzwa
nekutsenga ma peels ema orange.
Uchida kuti mazino achene, rub orange peel on ur teeth.
4 . natural skin bleaching and even skin tone.
Kukwesha kumeso nema peels ema orange kunoita kuti skin
itsvukire uye acne ipere. Orange peels anoita kuti tsvina iri muma
skin pores ipere. Usatanga wazora kumeso kwese, zora padika
woona kuti skin yako haisi Ku reactor here. Kana isina ku reactor
wozora kumeso kwese.
5. Varume vane sikarudzi inoita masadza
Ma orange peels anogona kupedza dambudziko remasadza
pasikarudzi ye varume. Unotora orange peel wozora pasikarudzi
yako .
Zvakawanda zvinopedzwa nema orange peels, kwanhasi toguma pano
Comments
Post a Comment