NGATIVHURIRWEI MHANZA KANI TISU TADII✨✨🪄🪄TORA NHOKO DZETSURO DZIYA DZEMUSANGO NDATI GEZA NAYO HAZVINEI IMWE CHETE OR DZIRI 10 IWE GEZA CHETE NEIMWE NHOKO WOISA MUMAFUTA OKUZORA NDATI ZVAKO ZVAITA WANI💰INOUNZA MARI UYE LUCKY NDATI KUNGODIWA DIWA SOO PABASA NEPESE PAURI MAFAVOURS ACHINGODAI DAI🪄🪄🪄NDEZVASHE AZVIDI GODO IZVI NDATI LUCKY KUVANHU
Comments
Post a Comment