Musiyano uripo pamakwenzi
Gwezvo... chaunga...mukoka
Gwezvo iri igwenzi rinoshanda kunyanya mukudiwa diwa ...murudo..mumabasa
Chaunga chinoshanda mubusiness rinoitwa kuita kuti vanhu vaungane
Mukoka ...iri igwenzi rinoshanda kunyanya mubusiness rinoitwa...zvekare paharanga dzinovhima kwadoka ayewa chokwadi vanhu vaanoungana
Hazviite kuti munhu kana achida kuwana kna kuwanikwa ahungashandise chaunga kuti vanhu vazare pauri.....ndikuuya nezvimwe
Comments
Post a Comment