Musana...back bone
Musana wakakosha mukurarama kwedu hapana chaungaite kana musana usiri kuita zvakanaka musana sezvo uri unobatanidza kumusoro nekumakumbo une basa guru
Musana unorwadza nenzira zhinji dzinokonzeresa...Kunana Mai musana unorwadza kunyanya madzimai akabereka aye
Kunana baba mabasa kunyanya
Musana unobata munhu wega wega muduku..mukuru..mutete...mukobvu chero Ani zvake
Nekuda kwemadisc anowanika pamusana apa zvimwe zvinorapika nechivanhu zvimwe zvinoda opporation chaiyo kuchipatara
Kana musana warwadza tsvaga mugaragunguwo
Muruma nyama
Imwa makwenzi iwayo 5 days unonga wasimba asi gwenzi rinorapira zvikuru riripo rinova iri
Kana uchifamba vazhinji vanoziva midzi yemiti inonga yakadarika kana kucrosa nemumugwagwa iya kunyanya kumamisha
Midzi inonga yasvuuka nekukikwa nevanhu vachidarika muroad imomo
Ndiro gwenzi guru chaizvo pakurapa musana ndichaedza kutsanangura mashandisiro aro gwenzi iri zvinouno
Comments
Post a Comment