Munyama.
Munyama Irombo Rakaipa Rinoita Kuti Zvinhu Zvako Zvisabude Zvakanaka Sezvaunotarisira.Zvizhinji Zvako Zvinobondera Zvevamwe Zvichifamba Nyorenyore.
Unozviona Sei Kuti Une Munyama.
Kupomerwa Mhosva Yausina Kuita.
Kusemwa Nekushorwa Pasina Chawatadza.
Kuvimbiswa Zvisingazadzikiswe.
Kurambwa Pasina Mhaka.
Kusawana Zvinoenderana Newe.
Kubirwabirwa Nekuvharwa Zvinhu Zvako.
Kusafamba Kwezvinhu Zvako.
Chese Chaunobata Chinopunzika.
Kutoforera Basa Sevamwe Iwe Hautorwe.
Kusarurwa Nekutarisirwa Pasi.
Kusapfimbwa Kana Kupfimbwa Nevarume Vasingaenderani Newe.
Kurambwa Nevakadzi Vaunoda.
Kutodyarawo Sevamwe Dzako Mbeu Hadzibudi.
Saka Munyama Unoita Kuti Zvinhu Zvako Zvese Zvisabuda Sekuronga Kwawakaita.Unogara Uchingoridza Tsamwa Uchirwadziwa.You Feel That Emptiness Inside Yourself.Munyama Unoita Kuti Kunzwe Kunge Uri Chinhu Chisina Basa Pahupenyu Nokuti Hapana Anokuyemurawo.
Munyama Kana Wakubata Kana Hama Dzako Dzinokuvenga,Shamwari Dzako Dzinokupandukira,Vayikuda Vanokusema,Rudo Runoita Ruvengo Mufaro Wova Kusuwa.
Fambai Mugezwe Minyama Iyo Nekuti Chero Ukabatsirwa Sei Asi Kana Une Munyama Hazvishandi,Chero Ukatsanya Nekunamata Sei Une Munyama Hazvinake Nekuti Unenge Uchizora Mafuta Pamusoro Petsvina.
Paunotiwo Wagona Unongoshorwa.
Paunotiwo Wadadisa Unongosemwa
Chero Ukageza Sei Hapana Anokucheuka.
Chero Ukatsvinda Sei Unoita Kunge Wazora Dhodhi.
Chero Ukati Utengesewo Unoita Seuri Kutengesa Nyoka.
Chero Ukazvibata Sei Hauroorwe.
Chero Wakadzidza Basa Hauriwani Ukariwana Unowana Zvimabasa Zvepasi.
Kutoedzawo Kuita Zvemaoko Unobhuroka.
Kutoti Ndiite Dhiri Unoswera Wasungwa.
Kutodeedzerwa Basa Mhiri Kwemakungwa Rako Visa Haribudi.
Kutoroorwawo Imba Yacho Haimiri.
Kutoti Regaiwo Ndinoromba Chikwambo Chacho Chinodya Vana Nekupedza Hama Apa Usina Kana Cent.
Kutoti Regaiwo Nditambe Lotto Nekubheja Mabhiza Nemabhora Hauhwinhi.
Kutoti Regai Ndiindewo Mhiri Kwakaenda Vamwe Unoramba Uchingotambura.
Une Munyama Hama Yangu Tsvaga Sahwira Wechivanhu Ugezwe Zvakasimba Kan
Comments
Post a Comment