Mugarwi chengetedza mitezo yako nhasi ndasangana nemashura iwo pa pastor enyu aya ana papa vamoda
1) zvanza zvemugarwi zvakakosha usangomhorese munhu 🤝🏻 nekuti ndimo makafumbata chipo chako vakawanda varikutorerwa zvipo nenhau yekubatana maoko iyi vanwe baba nhasi vaita sevachazviuraya vachichemera kubata ruoko rwa ~ASHUMBA
~kuti vawane kutora chipo
😂😂😂
2) mafudzi, chifuva ,
huma usabvume kubatwa nemunhu angave mapositoro unopedza simba vakuru
Zvenyu zvekuti chavechirungu makumhoresana ne ma hagi ndipo munofira ipapo
Munhu akaona kuti unechipo anouya akazora zvinhu zvake kuti paanongo gumana newe chete zvatovharana
Mugarwi usangodye chikafu mudzimba dzese dzese
Bute harikumbidzamwe hungave pa husahwira chaipo nekuti vakawanda zvipo zvakaenda kana kupedzwa simba
👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Comments
Post a Comment