Matyiro aunoita Sachikwambo vemudzinza mako

 Matyiro aunoita Sachikwambo vemudzinza mako ....ndomatyiro avanokuita ..Vanokutya zvisingaiti ..havatodi kusangana newe vanoziva kuti uri mapisarema ...


.Ukufana kuvatandanisa kuhope kana kuvarova kuhope ....Ukaona warota hope idzodzo muka uridze radio umbotamba kupemberera Win kutombomwa masese zvako kupa vadzimu vako vambomwira mwira 


Munhu akukuroya ukaona wakumurova kuhope haachina makore akawanda ekurarama panyika..anenge oburwa nedzimu 


Kana usati warova munhu kuhope kana kubata munhu musoro kuhope achidonha


Tsanya shamwari 

Pinda Masango .

Uchaona zvichaitika


Nhasi uno vanhu varikuti munhu arikuramba kufamba neni famba wega usatarise munhu,usatarisira kufamba nehama pachenura makwara famba wega asi kana dzimu rabuda rinokokorodza nhubu dzese kana richinge rauya iro chairo chairo dzimu saka musazvinetsa chenura nekubviswa mhepo hazvina basa nehama apo unozviita wega hama dzodiwa vaturuka ndipo vanoti ngavauye uoneka pane anoramba here kuuya kana vauya

Comments