Mapundu muchibereko ...
Mafibroids
Kugeza chibereko
Discharge kumisa
Asinga teeri kunguva
Kudzora dumbu
Tora mudzi wemutsambatsi... mudzi wemuroro...gavakava resango...mudzi wenhundurwa...mukunda nyoka...makwati emuchecheni...muzondokubaya... midzi yemakwenzi ose Ari pamusoro apa pamifananidzo iyi
Boilisa mvura wodira mu 5liters yomvura mune midzi yemakwenzi
Siya zvipore
Tora macup maviri umwe makuseni nemanheru ...uchaona kuti fibroids rinobuda pachena
Izvi paunoita so imbotsanyai bonde nekuti unoita pamiri pasina kurongwa
Kana usingateeri kunguva unotanga Musi wacho iwowo
Ita izvi kwe3-5day unenge wachena zvose zvapera
Yambiro kune munhu anepamiri usaita izvi
Comments
Post a Comment