*Pane rimwe denda riri kunetsa mazuva ano especially kutanga Kuma ages anotangira pa 45years zvichienda mberi remakumbo especially anozvimba mumabvi kana kunzwa kurwadziwa nemabhonzo ukazoenda kuchipatara zvinobva zvanzi I arthritis*
*Problem iri kunyanyoitika ndeyekut mabonzo Ari kukurumidza kupera mwongo zvekut anopedzisira ava kuita sei anokweshana zvinoita kut makumbo azozvimba*
*Hongu unogona kupiwa maherbs or matablets anokwanisa kupedza dambudziko iroro but hazvisi kupera zvinogona kumboita nani hazvo asi kupera kwazvo zviri kuramba*
*Tina ana Mai vedu ana mbuya vedu vazhinji vari kuchema nedambudziko iroro kunyanya asi chandinokurudzira ngavadye chikafu chinowedzera mwongo Chakaita senzondora mazondo nguva nenguva so that varambe vachiwana lubrication yakakwana yemwongo*
*Vanogona zvekare kushandisa izvi zvinogona kuvabatsira asi hazvipedze dambudziko asi zvinoderedzawo marwadzo Acho*
*Remedy for mabhonzo anorwadza or kuda kty asimbe*
*Tora shell rezai even rehuku dzechibhoi womaomesa wozomakuuya kuita powder wopota uchiisa mumvura inodziya wonwa mabhonzo hafe akakutambudza*
Uyezve munotenga *Eucalyptus Oil* mopota muchivazora pasi petsoka nemabvi inobatsira kudzikisa marwadzo Acho Regai kumwa mafizzy drinks, kuderedza chose sugar yamunodya kana kuirega nemafried foods. lzvi zvinoita kuti majoins azvimbe ozorwadza zvakanyanya.
Comments
Post a Comment