Lemon leaves

 Lemon leaves.

1. Wash lemon leaves 

2. Boil water

3. Pour water in jug 

4. Put clean lemon leaves in hot water let them soak a few minutes wonatira for a few minutes after wageza zvemanheru and daddy uri sure varipo vakuuya

5. Wapedza kunatira shandisa mvura iyoyo inenge yapora kugezesa kuzasi

6. Uchanzwa wega kuti kwabata kwati gwibha kuvhara kuita tighter 

7. Zvaita mirira daddy vaite basa nekunakirwa iwe ndiwe nguva yauchataurawoka zvaunoda vachinakirwa daddy ndodawo chakati chinoitwa coz unenge wakunaka moto. Wega uchanzwa vachikuudza

 MAREMEDY EKUTI MUVIRI UDZIYE 


Iko zvino wakuzopisa muviri kunge heater manje. 

1.½ cup honey 

¼ cup lemon juice

3 tablespoons fresh gingerz(tsangamidzi)

Virisa wonwa


2.½ cup crushed fresh ginger

1 cup milk

1 teaspoon honey

1 teaspoon cinnamon powder

Warmer mixture iyi zvakanaka wonwa 60 minutes before bonde.


3.Ndorani-isa muporridge kana mutea.Muviri unoita kuti koo kupisa and nemhepo mumuviri inotiza


4.Zumbani Isa mumvura inodziya wonwa kwapera maminetsi gumi 


5.Munhitii- muti unoita tumaseeds tune tumaziso twered so nekaspot keblack.Vamwe vanouti mukamba.Unonwa makwati awo kana mashizha, temperature inokwira bad


6.Murumanya-unouwana pamisika most times.I have seen it paMbare nepa Sakubva Musika. Ukaushandisa unopisa

1/4 teaspoon powder 


7.Matukutu- unotsenga makavi acho.


8.warm soya milk cup woisa banana rakaibva rinemavara (put ripe spots banana drink before bed ) wonwa awa kana mbiri usati wavakunovata- nguva dzekuvata (21:00) 


Soypower –ine zinc nemamwe ma elements anodzinga mhepo and inobatsira chaizvo kuti muviri upise


9.Ginger and garlic, this one is highly charged. Unodya three-six ma cloves eginger wakunorara manheru ne chipisi ( thump size ) cheginger. Kana usingade smero yegarlic unocheka-cheka tumapisi-pisi woisa mumvura inodziya woita zvekunwa senge mapiritsi. Makuseni nemanheru uchidaro.Uchaona mumwe musi waunotanga kusweater wakarara.Zvako zvinenge zvaita my dear.




10.Kana wakurara zora viamin e oil or peanut oil mumaoko ako Makumbo nepasi petsoka wobva wapfeka masocks. Usatsike pasi netsoka kunyanya pamatiles or cement.


11.Gara usina kupfeka monera jira kunge napkin remwana


12.Idya zvikafu izvi;whole grains,cumins, bananas..hope it will help someone Home remedy 


BP idya potato mbishi,inwa mhodzi dze paw paw, idya mutsine semriwo. Nyika mutsine mumvura womwa mvura yacho. Idya garlic, salt shoma muchikafu, boil mashizhaemu avocado and drink mvura yacho. ...


SUGAR DIABETES. tora pawpaw rakaita mbishi then you grate it, deep in water overnight wonwa mvura yacho next day gara uchidya ma cucumber.....


VARGINAL WARTS_zora castoroil or zai mbishi or crushed garlic or honey or dota rakasangana nelemon netu cooking oil. 


CANCER YECHIBEREKO. ...drink wetiyako every morning or 1 spoon black pepper, ckng oil and tumeric uchi massager pazasi peguvhu neweti. 


LONG HOURS IN LABOUR...medza nyimo or isa imba yedzingidzi mumvura umwe 


VANE ROPA SHOMA...

grate mhodzi ye avocado wonyika mumvura wopota uchimwa mvura yacho (mvura iyi inobatsira futi msana )


WHITE TEETH....baking soda, lemon juice gadzira paste zora pamazino 1min b4 brushing ne natural homemade toothpaste yako. 


MBEREKO ....2 bananas,1 tspn soda,1 cup soya milk lsanganisa umwe after your periods (u can repeat this after every 3 mnths ),drink lots of water,boil 6 lemons, 375ml of honey ne 1/2 cup cooking oil drink urikuma periods (lemons boil nemakanda awo ),raw ginger helps again.5 bananas, 3eggs mix til smooth n drink on empty stomach soon after period. 3eggs, 1cup soya milk ne red grape juice mix sanganisa and drink after period. N/B please try one recipe only 3 months after u can try another time or the same ukada kuita ese ka1 unozvikuvadza patients pays. 



FOR HELP,FIBROIDS NEMASARE MUDUMBU....unotora Tauro or white cloth uise castor oil. Tora hot bottle woisa mvura inopisa /juice bottle ye plastic.isa Tauro riya padumbu pasi peguvhu woisa hot water bottle iya pamsorope towel or white cloth iya. Relax for 45mins. N/Bpliz usaite urikumwedzi or unenhumbu and make sure hot water bottle is clo

Comments