Kurota Uchirara neMurume


Kana Uri munhu anogara achirota achita achirara nemurume waunoziva kana wausingazivi unogona kunge wakaitwa mukadzi wechikwambo mukadzi wengozi kana kushandiswa nemurume vanoshinhwa nemubobobo.Unotora chitsama chebute rako rehondo kana rematare asi Ini ndinokududzira rehondo Tsvaga mhodzi dzako nhatu dzelemon wodzitswanya tsvanya. tsvaga magodo matatu emumyu uye wemagodo Tsvaga chijira chako chakachena sanganisa bute riye nemodzi dzelemon nesalt Iya Isa mukati mechijira chiye wonyika mumuka inodziya wobva wapfeka kwema hour mashanu . Ndinokududzira dare iri riitwe manheru wave kurara uye make sure hauna nhumbu usati waita Dare iri usaita dare iri uchienda kubasa .usaite dare iri unechirwere chemoyo ndapota. Dare iri rinogona kukurutsisa ,kukupedza Simba .unogona kutevera uchingopedza unogona kuita sewotorasa njere kana kudikitira zvakanyanya usatya zvako nekuti zvinopera hazvo

Zvinhu zvakaita se Sari nezvimwe zvirwere zvinobata kusikarudzi zvinogona kupedzwa neshonganyika Vana maPiles munopfekera kumanyuwa ikoko kwemazuva matatu anopera


Comments