Imbokanda fembo

 Vadare paboka tirikudzidza kwazvo asi dzidzai muchipindawo mumashwira muchibatsirwa zvifambe manake. Apana patinorwa tikakunda tsina madzisahwira zivai izvozvo


Tsananguro adzina zambuko mupenyu makope kna madudzirwa mabatirwai nheuro nemusumo dare rifambe 



Vakawanda munochema chema kuti zvinhu zvakasunga hushavi wakuvigire chekudya kna marii wakarara zvako .ushavi imhepo inokubatsira iwe homwe pakushanda kwanoita ichikuvhurira zvino kna uchiswera kudziya zuva unopeta mawoko


Imbwa ato anovhima yega. Kusango atoenda nayo inoswera yakarara ichimira iwe munhu kunovhima 


Uye mombe adzirime asi dzinorimiswa newe munhu dzacho kudhonza gejo iwe uchirima ndima yako zvino zvasingamuke muchisumira kune varikumhepo urikuda kusumirwa naniko 


Usati warara imbokanda fembo pasi uchikumbira kurara wakachengetwa nekukumbira kupihwa makope akajeka

Comments