Baba vanetsa here

 Baba vanetsa here 

Gumbo mumba ....gumbo panze??

Nhasi ndauya ne nhau huru iyi

Ndinoda udzoke nechapupu kugroup 


Tora socks remurume wako risati rawachiwa akaribvisa paya worisunga chipfundo 

Woriisa pasi pemagumbeze aunorara iwe ....

Ahabude mumba anosiya gumbo mumba kumbo panze

Furatidzo iyoyi iite uone hakusi kusunga munhu kwete asi kuti baba vadzikame    


Kana ari kukadzi anetsa ita zvimwechete izvozvo uzopupura


Isa kusvika wakuda kubvisa kana ukaita mwedzi ukasunungura munhu wako anobva atanga futi kuita maitiro ake


Come with testimony

Comments